KuKoshesa kwe Humweni weMurume neMukadzi Umwe Nyama yekuiva kusikwa mufananidzo yaMwari mubva Jesu Kristu

KuKoshesa kwe Humweni weMurume neMukadzi Umwe Nyama yekuiva kusikwa mufananidzo yaMwari mubva Jesu Kristu

Humweni weMurume neMukadzi kwakakoshesa nekuziya mwea nesvokwadi dzemasikiro eVanhu mufananidzo yamwari mubva Jesu Kristo. Kuzkya kuti hupombwe(-hombwe-) dzekubvana neku nyebedzana kupfurisa ne vari kweminda yemuviri weMhunu Umwe Murume ne Umwe Mukadzi pamusoro pekuziyana me vanhu vose kusvika kana vana vanobva michero dze bereko asi Havana ATI umwe nyama Nevada wavo, mhunu wese murume kana mukadzi kubva kune vabereki mhunhu wese achiri Mwana waMawari asi Havana ari Umwe Nyama ne vabereki wake/wavo.

Zvekusarudza varume vairi kana vakadzi vairi nekufurukidza vairi kwazvo idzidzo ino kanganisa vamhu ne Mabvi-dze-nyama zvachose, kuzvikwadza nyama yemuviri, pfungwa dze Panama yemuviri, ne kupotsesa mwea nezvokwadi ichida runananiso kuti mwea ne nyama dzisinga manikidzane nekuwiririrana pachena.

Mabvi-nyama dzinokwadza mhunu murume kana mukadzi kusvika asiri mhunu wacho, kubva-rura kwe humweni kwabva kutsanangurirwa we mhunu wose akasikwa chero murume kana mukadzi nekukoshesa kwe kupikirwa nemasikiro kwakadaro nekuvimbika kuchi kudzwa naMwari Baba Kudenga (-Hebrews : "....God honour's the marraige bed...."-).

- TeQ NiQ - Kudzai Simbarashe David Murapa - KSDM

Comments